Skip Navigation

Cinema

DNA


 

Compre AgoraDe The Biology of Prenatal Development.

Roteiro: Zygote rine makumi mana nematanhatu enhengo nhengo idzi ndidzo dzinovamba upenyu hwemunhu ega-ega uyendiyo inonzi "genetic blueprint" yakakwana. Masikirwo emunhu anogara mukati mehata yakamonwa ye ma"molecules" anonzi "DNA". Anochengetedza makuriro Anoita munhu kubva pakuberekwa kusvika muviri wese wakwana.

Ma "DNA molecules" akafanana nemanera akamonerera anodaidzwa kuti "double helix". Manera aya anenge aine Ma"molecules" maviri-maviri, kanakuti mabesi anonzi "guanine", "cytosine", "adenine", ne "thymine".

Ma"Guanine" anosangana chete ne "cytosine", ne "adenine" ine "thymine".

Todas as idades fizeram referência a fecundação, não ao último período menstrual.
 <  Anterior    Veja Instantâneos    Próximo  > 
DNA
DNA
Da Terra ao Sol Ida e Volta
Da Terra ao Sol Ida e Volta
Fertilização 1
Fertilização 1
Fertilização 2
Fertilização 2
Divisão Celular
Divisão Celular
A Mórula e o Blastocisto
A Mórula e o Blastocisto
Previous Set Previous Picture Next Set Next Picture