CinemaCamadas Germinativas e Formação de Órgãos |
Compre AgoraDe The Biology of Prenatal Development. |
Roteiro: Pakupera kwemasvondo maviri anechidimbu, "epiblast" inenge yavepo uye ne ma"specialized tissues" matatu, kana kuti ma "germ layers", anonzi "ectoderm", "endoderm", ne" mesoderm". "Ectoderm" inokonzera kukura kwenhengo dzemuviri dzinosanganisa uropi, musana, tsinga, ganda, nzara, nevhudzi. "Endoderm" inogadzira mukati mehuro nezvekufema zvese uye nezvekumedza nekudya zvese, uye nekugadzira dzimwe nhengo dzese dzemuviri dzakaita sechitaka nerwatata. "Mesoderm" inogadzira mwoyo, neitsvo, mapfupa, tsinga dzinobatanidza mapfupa, nyama yemuviri, tsinga dzeropa, nedzimwewo nhengo. |
Todas as idades fizeram referência a fecundação, não ao último período menstrual.
|
< Anterior | Próximo > |