| |
Capítulo 41 4 a 5 Meses (16 a 20 Semanas): Resposta ao Estresse, Verniz Caseoso, Ritmos Circadianos
|
| |
| Pakupera kwemasvondo 10 ne6,matanho
ekurapa anoshandisa zvinobaya
zvinenge tsono kana zvimwe
pedyo ne'fetus'
zvinokanganisa ma "hormone"
obva avhunduka
achibva aburitsa "noradrenaline",
kana "norepinephrine",
yosangana neropa.
Vana vacheche kana vanhu vakuru
vanowanikwawo nezvakadai
kana vavhundutswa nekubayiwa.
|
| Munhengo dzekufemesa,
mapapu nezvakadaro
zvavakutokwana.
|
| Panobuda zvimwe zvichena
Zvinodzivirira
zvinonzi "vernix caseosa",
zvinofukidza 'fetus'yese.
"Vernix " iyi inodzivirira ganda
kuti risakuvadzwe kana
kupiswa ne"amniotic fluid".
|
| Mushure memasvondo 19 ekufamba
kwe "fetus" kufema kunotanga,
nekurova kwemwoyo kwotanga
kutevera nzira yemazuva ese
inonzi "circadian rhythms".
|
Capítulo 42 6 a 7 Meses (24 a 28 Semanas): Reflexo Cócleo-Palpebral e de Sobressalto; Pupilas Respondem à Luz; Olfato e Paladar
|
| |
| Pamakumi maviri emasvondo
chekunzwa,
chirimukati-kati menzeve,
chinenge chatokwana
kuenzana nechemunhu mukuru
uye chiri mukatikati menzeve
Kubva pano,
"fetus" inotanga kuratidza
kunzwa zvakawanda.
|
| Bvudzi rinotanga kumera
mumusoro.
Zvinodiwa paganda
zvavapo zvese,
kusanganisa tumvere
nezviri pasi peganda.
|
| Pamasvondo makumi maviri ane
rimwe kana maviri muchangosangana,
mapapu anenge avekukwanisa
kufema mweya.
Ichi chinhanho chakakosha
pakurarama
sekuti kurarama kwemwana
abuda mudumbu
kunokwanisika
Pane mamwe ma'fetus'
Pane nzira dzanozikanwa
nenyanzvi dzanachiremba
dzekuti mwana akwanise
kurarama
kana aberekwa nguva isati
yakwana.
|