| |
Capítulo 43 5 a 6 Meses (20 a 24 Semanas): Responde ao Som; Cabelo e Pele; Idade de Viabilidade
|
| |
| Pakupera kwesvondo makumi maviri
anemana maziso anotanga kusvinura
uye "fetus"
inotanga kubwaira.
Kutanga kunzwa,
mheremhere
kunonyanya kukurumidza kutanga
pa "fetus" yechikadzi.
|
| Vanamazvikokota vakawanda
vanoti kunzwa mheremhere uku
kunogona kukanganisa
hutano hwe "fetus".
Zvinowanzoitika apa
kukanganisa marovero
anota mwoyo,
"fetus" ichikurumidza kumedza,
nekukurumidza kushanduka magariro.
Zvinogona kunganganisika zvachose
zvinosanganisira kusanzwa zvachose.
|
| Kana "fetus" ichikanganisika
pakufema kana kuzarirwa
zvakafanana nekufemera mukati nekunze
kanokwanisa kuita ka44 paminiti yega
|
| Pachidimbu chekupedzisira
chemwedzi mitatu yenhumbu,
uropi hunokurumidza kukura
uye simba zhinji
rinoshandiswa ne "fetus".
Kurema kwehuropi kunowanda
zvakapetwa kanokwanisa kuita kashanu
|
| Pamasvondo 20 anematanhatu
misodzi inotanga kubuda.
Maziso anotanga kunzwa kutosvorwa,
pamasvondo makumi maviri nemanomwe
Kutosvorwa uku
kunoita kuti kupenya
kusasvike mukati meziso
muhupenyu hwemwana hwese.
|
| Zvese zvinodiwa
pakushandisa nhengo dzinonhuhwidza
zvinenge zvavakushanda
Zvakaongororwa pamapurimicha
zvinoratidza kuti
kugona kunhuwidza
kunotanga pamasvondo makumi maviri
nenhanhatu muchangosangana.
Kanapakaiswa chinhu chinonhuwirira
mukati me "amniotic fluid"
zvinowedzera
kumedza kunoitwa ne "fetus".
Pane zvinoita kuti, "fetus"
ikanganisike kumedza
nekunge paiswa
zvinovava.
Kazhinji kufinyamisa kumeso
kunotevera.
|
| Dzimwe nguva pane kunenge
kukava makumbo
kwakafanana nekufamba,kunoitika
kunenge kusvetuka-svetuka.
|
| Iyezvino "fetus" inenge
isisina kuwunyana kumeso
sezvo mafuta anenge
avekuwanikwa mukati meganda.
Mafuta anobatsira
kuti muviri usatonhorwe
Uye kupa simba kumwana kana
aberekwa.
|
Capítulo 44 7 a 8 Meses (28 a 32 Semanas): Discriminação de Sons, Estados Comportamentais
|
| |
| Pakupera kwemasvondo makumi
maviri nemasere 'fetus'inokwanisa
kunzwa mhere-mhere
nezeve-zeve.
|
| Pakupera kwemasvondo 30,kuratidza
kufema kunenge kwavekuonekwa
uye kwavekuonekwa nguva
zhinji mu "fetus" zhinji.
|
| Pamwedzi mina yekupedzisira
yenhumbu,
"fetus" inoratidza
nguva yekutamba
igoratidzawo nguva yekuzorora.
Izvi zvinoratidza
zvakahwanda zviri
mukati-kati
metsinga dzehuropi.
|
Capítulo 45 Os Membros e a Pele
|
| |
| Pamasvondo makumi matatu
Anemaviri
zvinonzi "alveoli",
kana zvekufemesa,
zvinotanga kukura mumapapu.
Izvi zvicharamba zvichikura
kusvikira mwana avenemakore 8.
|
| Pamasvondo 35 "fetus" inenge
yavekugona kubata.
|
| Pano "fetus" yanga ichiwana
Zvakawanda-wanda
zvichaita kuti mwana
adewo izvozvo kana azvarwa.
Pano tingati "fetus" inamai
vaidya "anise",
chidyo chinopa chiwitsi
che"licorice" manakiro,
achadawo kudya
"anise" kana azvarwa.
Vacheche vasina kumboraira "anise"
mudumbu havadi kana kuidya.
|
Capítulo 46 9 Meses até o Nascimento (36 Semanas até o Nascimento)
|
| |
| 'Fetus' ndiyo inotanga
kuda kubuda
nekubuditsa ma"hormone" akawanda
anonzi "estrogen"
uye ndipo panotanga kushanduka
kwe "fetus" kuita mwana.
Kurwadziwa kwamai kunokonzerwa
nekutatamuka kwechibereko,
zvinokonzera kuti
mwana aberekwe.
|
| Kubva pakusangana
Kusvika pakuzvarwa nekukura,
makururo emunhu chinhu chisingapere,
chinoenderera, uye chisina anoziva.
Pane zvitsva zvirikuwanikwa
nezvenyaya iyi inoshamisa chaizvo
zvinoratidza kukosha kunoita
kuchengeta "fetus" ichikura
zvinova zvakanaka uye zvinopa
hutano hwakanaka.
Kana tichiramba tichiwedzera
kunzwisisa kwedu nyaya iyi,
zvichatibatsirawo kuti vana
vawane utano hwakanaka
vasati vazvarwa nekunge vazvarwa.
|