| |
Desenvolvimento Embrionário: 6 a 8 Semanas
Capítulo 20 6 Semanas: Movimento e Sensação
|
| |
| Pamasvondo matanhatu dende
rekuchengeta huropi rinenge richikura
nekukurumidza kukunda dzimwe
nhengo dzehuropi.
Pano "embryo" inotanga
kuita mafambiro
anenge kugwina-gwina.
Izvi zvinodiwa nekuti
zvinokudza inonzi
"neuromuscular development".
|
| Mukabata muromo
munoita kuti "embryo"
idzosere musoro
mukati.
|
Capítulo 21 A Orelha Externa e a Formação de Célula Sanguínea
|
| |
| Pano nzeve
dzinotanga kukura
|
| Pamasvondo matanhatu,
kugadzirwa kweropa
kunenge kwatanga muchiropa
munowanikwa ma"lymphocytes"
achigara imomo.
Idzi nhengo dzinowanikwa muropa
ndidzo dzakakosha
pakugadzira masoja emuviri.
|
Capítulo 22 O Diafragma e os Intestinos
|
| Pazasi pemapapu,
panenhengo inoshandiswa
pakufema kwemunhu,
uye pamasvondo matanhatu
inenge yakwana.
|
| Pano ura hudiki
hunenge huchionekwa
uye ndihwo huchaita guvhu
ichi chinhanho
chinonzi "physiologic herniation",
uye chinogadzirira dzimwe
nhengo dzinowanikwa mudumbu.
|
Capítulo 23 Placas da Mão e Ondas Cerebrais
|
| |
| Pamasvondo matanhatu maoko
anotanga kunyatsoonekwa
|
| Uropi unenge hwava kutoshanda
mumasvondo matanhatu nemazuva maviri.
|
Capítulo 24 Formação do Mamilo
|
| |
| Minyatso inotanga kukura
mumativi emuviri
ichienda kunzvimbo
inowanikwa minyatso
pamberi pechipfuva.
|
Capítulo 25 Desenvolvimento dos Membros
|
| |
| Panopera masvondo matanhatu nechidimbu,
magokora anenge avakuonekwa,
zvigunwe zvinotanga kunyatsoonekwa
zvisina kubatana
uye ruwoko rwunogona
kufamba-famba.
|
| Mapfupa anenge achisimba,uye
izvi zvinonzi "ossification",
zvinotanga nebvupa
repabendekete
kana kuti "collar bone",
uye mapfupa eshaya
dzepamusoro nedzepazasi.
|
Capítulo 26 7 Semanas: Soluços e Resposta a Susto
|
| |
| Munhikwi unowonekwa
pamasvondo manomwe.
makumbo anoonekwa
kutanga kufamba
nekudaira kanamai
vavhunduka.
|
Capítulo 27 O Coração Desenvolvido
|
| |
| Nhengo ina dzemwoyo dzinenge
dzavakukwana.
Pamagariro edu, mwoyo unorova
kanokwana ka167 paminiti rega.
Kugwina kwemwoyo kunobatwa
mumasvondo manomwe anechidimbu
anoratidza marovero
emwoyo wemunhu mukuru.
|
Capítulo 28 Ovários e Olhos
|
| |
| Mumadzimai panogara mazai,panenge
pavakuonekwa pamasvondo manomwe.
|
| Pamasvondo manomwe anechidimbu,Kutanga
kweziso kunenge kwavakuonekwa
zvakanaka uye
chekubwairisa ziso,
izvi ndizvo zvinotangisa
kukura nekukurumidza.
|
Capítulo 29 Dedos das Mãos e dos Pés
|
| |
| Minwe yemaoko inonyatsokubuda
uye zvigunwe zvemaoko hazvisisina
kubatana nezvekutsoka
|
| Maoko avakugona
kusangana,
uye tsokawo dzakusangana.
Mabvi avakuonekwa.
|